Gara Ndichahuya Lyrics
Rakawira pasi handimbofi
Handizorori
Havimbofi
Handikundikane ndiwe svovi
Handizorori
Nekuti ndakutsidzira
Ndakutsidzira
Mudiwa gara
Mudiwa gara
Mudiwa gara, gara ndichauya
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Zvamanje manje handisi shuwa
kuti ndokuona rinhi
Ndichakutora ndokuendesa ku NOP
Kunoona gogaz
Mazuvano ndane focus
Mazuva handina time yekucheukira
ma offers mamwe
Handifarire panze usandivhaarire panze
Dai waingotaura neni usingavanze
Wondiratidza masides ese usinga cove
Ndiani akakunyepera kuti love hairwadze
Patomuka tichitadza kungonzwisisana
Sezvinonzi takatumwa kuzorwadzisana
Neku wachisana
Asi ukamauka uchinzi nhasi hausisipo
ndinoswera ndakabaikana
Gara pasi tidzidzisane kugarisana
Hapana zuva randichakuudza
kuti ndakundikana
Hapana zuva randichakuudza
kuti zvavharana
Shoko rangu harimbofi
Rakawira pasi handimbofi
Handizorori
Havimbofi
Handikundikane ndiwe svovi
Handizorori
Nekuti ndakutsidzira
Ndakutsidzira
Mudiwa gara
Mudiwa gara
Mudiwa gara, gara ndichauya
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Gara ndichauya
Mudiwa gara
Zvamanje manje handisi shuwa ndichazviitasei
Zvinhu zvatoda hazvikwane pandopiwa pay
Ndikasa shanda iwewe wacho ndokupei
Ndosara kumashure ndikazorora zve 1 day
Buta usakwate handishaye plan
Pandobaya pese inga ndodzoka wani
Pandinopenga ndinopenga newe uri one
Ende kudzoka ndichadzoka
handikundikane
Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rinhi
Ndichakutora ndokuendesa ku NOP
Kunoona gogaz
Mazuvano ndane focus
Mudiwa gara (Ndakutsidzira)
Mudiwa gara (Ndakutsidzira)
Mudiwa gara (Ndakutsidzira)
Gara ndichauya
Voltz JT - Gara Ndichahuya Lyrics (Featuring Nyasha David)
Wow Love this is my best favourite song no matter what
ReplyDelete