Jah Prayzah Wandibhowa Lyrics

Jah Prayzah Wandibhowa Lyrics

[Intro]

Dakari, let the beat play


[Verse 1]

Wanga wakamira naaniko pagate apo?

Wandibhowa, wandibhowa

Ka-skirt kapfupi-pfupi ke skotch kawakakiya

Kandibhowa, wandibhowa


[Verse 1]

Hana yorova kusvika mangwana

Ura hwomona ndakanyarara

Zvinoreva kuti wandibhowa

Wandibhowa

Wandibhowa

Wandibhowa


[Verse 2: Shasha]

Who cares?

I don't wanna stress, yeah

I don't want pressure

I don't wanna be your goodbye

You think I'm lyin' every time

When I'm honest, your mission's

To pick a fight, you're all I want

In my life is to see you


[Hook]

Hana yorova, kusvika mangwana

Ura hwomona, ndakanyarara

Zvinoreva kuti wandibhowa

Wandibhowa

Wandibhowa

Wandibhowa


[Verse 3]

Ndikaenda newe zvinoita here? (Wandibhowa)

Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)

Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)

Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa)


Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)

Ndikaenda newе unobvuma here?

Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)

Ndikaеnda newe unobvuma here? (Wandibhowa)


Jah Prayzah Wandibhowa Lyrics

Post a Comment (0)