Holy Ten (ft Kimberley Richard) - Banga Lyrics

Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa

Aah
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane vari kupesana
Pane banga kwarakabva

Eeyaa
Pane banga kwarakabva
Pane mwana akandopenga mugomo
After amwa Kambwa
Umwe mwana akanoperera mjolo
Nhasi abva arambwa

iiih
Vhenekai, vhengedzai shoko
Banga kwarakabva

Eeyaa
Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa

Aah
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane vari kupesana
Pane banga kwarakabva

Eeyaa
Aah
Aiwaa
Aiwaa

Hanzi ndinhingi Vanhu vati nikisi
Noo
Pane mbinjiri Pane ane pinjisi
Nooo
Vano mitiswa
Vana life yavo is in the same damn place
Kunge muti wemu pichisi
Rimwe goreJaya rakarashika
Aiwaa
Richimwa codeine Imi Ranga rasticker
Aiwaa
Dana vahombe
Dana vanoparidza
Ko dare ngarimboziva (ziva)
Shanje parinosvika iwe
Pamwe vanotoziva
Muguva pauchapinda iwe
Aiwa ngatimbo gyma
Pamwe tingaita simba iwe
Asi ndoziva
Hatirwi nemashoko

Pane banga kwarakabva
Havaimbofa vega ava
Pane nyaya dzandakanzwa

Aah
Pane varikunetsana
Pane hama dzakabva Zaka
Pane vari kupesana
Pane banga kwarakabva

Eeyaa
Pane banga kwarakabva
Pane mwana akandopenga mugomo
After amwa Kambwa
Umwe mwana akanoperera mjolo
Nhasi abva arambwa
Vhenekai, vhengedzai shoko
Banga kwarakabva
Post a Comment (0)