Dai ndine mushonga wandakabata
Ndaizvigadzirisa zvisati zvashata
Nhasi uno yangova bata wabata
Kuti tikwidze makata
Vaimbondida havachandide
Vainditerera vondidherera
Inga ndatopera chokwadi zvandiomera
Kusekwa nhamo nemunhu wese wakadzvokora
Kurwara ndichikosora zviri nani kuzorora
Ishe wangu
Ndichafa rinhiko vanhu vese zvovonditi dai afa
Ndavatambudza dai vaikwanisa vandipisa
In light of his death and the sad story of the battles he faced in his life from losing his mother, to growing up with a cruel step parent, to being a street kid, to diabetes and his struggle with drug addiction. It wasn't an easy path for one of the greatest Zimdancehall artists to have taken up the art. This song lays bare his emotions and it's small window into how he felt moving through the world. He has been proclaimed a provincial hero and this is testament to the impact he had on the world.
Vaidherera hatizive but isu tichiri kuterera. Go well Souljah Love, Makuruwani, Sauro, Mwana waStembeni, Chibaba
Checkout one of Chibaba's last works "Ndichafa rinhi" below:
Umm aya ma1 aya
ReplyDeleteSo sad, may his soul find comfort in the hands of the Lord, rest easy king.
ReplyDeleteWhy Soul Hah Love
ReplyDeleteSauro rest easy king
ReplyDeleteRIP Sauro
ReplyDeleteMwana handina. Munonditi ndiri wetsvina. Saka hapana achanditeera
ReplyDelete